Chipiri, Chikumi 30, 2015 Local time: 01:10

Nhau / Kodzero-dzevanhu

Paramende Yozeya Bumbiro Muna Kukadzi

x
Blessing Zulu
Dare reparamende rave kutarisirwa kuti rizeye nyaya yebumbiro idzva remitemo yenyika kwemazuva maviri musvondo rechipiri raKukadzi bumbiro iri risati raendeswa kureferendamu apo vanhu vachavhota kuti vanorida here kana kuti kwete.

Vari kunyora bumbiro iri vanonzi varipedza neChishanu uye rinonzi ratambirwa nemasachigaro eCOPAC.

Vakuru muhurumende vachapihwa bumbiro iri svondo rinouya kuti vazozeye kuti referendamu yoitwa riinhi.

Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vari kuEthiopia kumusangano weAfrican Union, ukowo mutungamiri wehurumende, VaMorgan Tsvangirai, vadzoka munyika neChishanu vachibva kuDavos, kuSwitzerland kumusangano weWorld Economic Forum.

Mumwe wemasachigaro eCOPAC vakamirira MDC-T, VaDouglas Mwonzora, vatenda kuti basa rebumbiro rave kusvika kumagumo.

Mumwe wemasachigaro eCOPAC, VaMunyaradzi Paul Mangwana veZanu-PF, vanotiwo ndima yavo vasakura vakapedza.

Hurukuro naVaDouglas Mwonzora
Hurukuro naVaDouglas Mwonzorai
|| 0:00:00
...    
🔇
X


Hurukuro naVaMunyaradzi Paul Mangwana
Hurukuro naVaMunyaradzi Paul Mangwanai
|| 0:00:00
...    
🔇
X

You May Like

Kunetsana muZanu-PF Kotemesa VaMugabe Musoro

Zvinhu hazvina kumira zvakanaka mubato reZanu-PF kunyange hazvo bato iri rakadzinga mutevedzeri wemutungamiri wenyika, Amai Joyce Mujuru, nevamwe vanodarika gumi uye kumisa kuva nhengo vanhu vanosvika makumi masere nevapfumbamwe. Onai zvimwe

Kanzuru yeHarare Yozeya neChipiri Nyaya yeVanotengesera Mukati Meguta

Vanotengesera mumigwagwa yemukati medhorobha reHarare vanoti neMuvhuro zvinhu zvanga zvakangogadzikana semazuva ose, kunyange hazvo zuva rakanga ratarwa nehurumende rekuti vange vabuda mukati meguta rakadarika neChishanu chapfuura Onai zvimwe

Vakawanda Vochema Kushaya kwaVaKagurabadza

Mumwe mugari wemudunhu iri, Amai Rebecca Chimuka vekuTsvingwe, kuPenhalonga, vanoti vanonzwa kurwadzikana zvikuru nekushaya kwaVaKagurabadza. Onai zvimwe

America Yotuma Dzimwe Nhumwa Mbiri Kuti Dziongorore Mamiriro eZvinhu muZimbabwe

VaSimpkins, avo vari kushanya negweta rekomiti iyi, VaPiero Tozzi, vati kunyange hazvo pane zvakasanduka zvakaita sekuti Zimbabwe yakabvisa mauto ayo kuDemocratic Republic of Congo, pane zvinhiji zvisati zvashanduka. Onai zvimwe

Vhidhiyo Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time) (1830-1900 UTC) (Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Onai zvimwe
Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French. The downlink frequ3ency is 12.602 mHz and the symbol rate is 26.6. Downlink polarization is V or vertical. FEC or forward error correction is 1/2. Schedule Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m. Local Time: 7-9 p.m. UTC Time: 1700-1900 Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour

Facebook