Thursday, October 30, 2014 Local time: 15:08

Nhau / Africa

Vatungamiri veNyika Votarisirwa Kutara Zuva reReferendamu

VaTsvangirai, VaMugabe naVaMutambara VaTsvangirai, VaMugabe naVaMutambara
x
VaTsvangirai, VaMugabe naVaMutambara
VaTsvangirai, VaMugabe naVaMutambara
Blessing Zulu
Vatungamiri venyika vari kutarisirwa kusangana svondo rinouya kuti vazeye nyaya yekuti referendamu yoitwa riinhi sezvo neChina pakawiriranwa pane zvose zvainetsa.

Nyanzvi munyaya dzemitemo pamwe nevane ruzivo nezviri kuitika vanoti referendamu inogona kutwa muna Kurume.

Izvi zvinonzi zvakabuda mumusangano wevatungamiri vanoti VaRobert Mugabe Zanu-PF, VaMorgan Tsvangirai MDC-T, VaWelshman Ncube MDC-N, pamwe naVaArthur Mutambara MDC-M.

Mumwe wemasachigaro eCOPAC vakamirira MDC-T, VaDouglas Mwonzora, vanoti vanotarisira kuti basa rekunyora chikamu chekutanga bumbiro chinopera neMuvhuro.

Mumwe wemasachigaro eCOPAC vakamirira Zanu-PF, VaMunyaradzi Paul Mangwana, vanoti vanotarisira kuti referendamu ichaitwa muna Kurume kana kuti Kubvumbi.

VaAmai Priscilla Misihairambwi Mushonga veMDC-N, vanoti zvimwe zvinhu zvine chekuita nemutemo zvichaendeswa kudare reparamende.

Hurukuro naVaDouglas Mwonzora
Hurukuro naVaDouglas Mwonzorai
|| 0:00:00
...
 
🔇
X

Hurukuro naVaMunyaradzi Paul Mangwana
Hurukuro naVaMunyaradzi Paul Mangwanai
|| 0:00:00
...
 
🔇
X

Hurukuro naVaAmai Priscilla Misihairambwe Mushonga
Hurukuro naVaAmai Priscilla Misihairambwe Mushongai
|| 0:00:00
...
 
🔇
X

You May Like

Mash Central Yobvunza VaMugabe Chavakanyararira Mudzimai Wavo Achituka Amai Mujuru

Vamwe vatsigiri ve Zanu PF mudunhu re Mashonaland Central vanoti havasi kufara nekunyarara kwakaita mutungamiri webato ravo, VaRobert Mugabe, zvichitevera kushoropodzwa kwakaitwa mutevedzeri wemutungamiri webato, Amai Joice Mujuru naAmai Grace Mugabe. Onai zvimwe

ZIMRA Inotadza Kuwana Mari Yayaitarisira

Bazi rezvemitero reZimbabwe Revenue Authority, Zimra, rinoti rakatadza kuwana mari yaraitarisira pakapera chikamu chetatu chegore muna Gunyana wegore rino Onai zvimwe

Vana Chiremba Vopinda Muzuva Retatu Vachiramwa Mabasa

Kuramwa mabasa kwavana chiremba kwapinda muzuva retatu neChitatu nhaurirano dzichinzi dziri kuenderera mberi pakati pesangano rinomiririra vana chiremba ava reZimbabwe Hospital Doctors Association nebazi rezvehutano. Onai zvimwe

Vhidhiyo VOA60 Africa

VOA60 Africa is a one-minute wrap of the past 24 hours' news and video from the African continent. It includes politics, weather, arts, culture and the extraordinary events that lead the headlines. Share and be informed - VOA60. Onai zvimwe
LiveTalk

LiveTalk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate.

Schedule:

Monday-Friday

Local Time: 8:30-9:00 p.m.

UTC Time: 1830-1900

Duration: Weekdays: 30 minutes

 

Ndebele

Ndebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
Studio 7

Studio 7

Studio 7 for Zimbabwe provides comprehensive and reliable radio news seven days a week on AM, shortwave and satellite
 

Schedule: Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m.

Local Time: 7-9 p.m.

UTC Time: 1700-1900

Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour

Listen: MP3

Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu

Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00

UTC Time: 1700

Nguva yeChirongwa 30

Tererai МР3 | Windows Media


  • LiveTalk
    30 min

    LiveTalk

    Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals...

  • Studio 7
    30 min

    Studio 7

    Studio 7 for Zimbabwe provides comprehensive and reliable radio news seven days...

Facebook