Chishanu, Chivabvu 29, 2015 Local time: 20:09

Nhau / Africa

Musangano weKuzeya Gwaro Idzva reBumbiro Wowedzera Makakatanwa?

copaccopac
x
copac
copac
Irwin Chifera
Musangano wekuzeya  gwaro rebumbiro idzva wapera neChipiri muHarare komiti yeparamende iri kutungamira chirongwa chekunyorwa kwebumbiro idzva, yeCOPAC, ichiti  inoda svondo  rimwe chete rekuti  iongorore zvabuda mumusangano uyu.

Mumwe wemasachigaro matatu ekomiti iyi,  VaPaul Mangwana veZanu PF, vaudza vatori venhau kuti  komiti yavo inotarisira kuti  referendamu ichaitwa mukati memwedzi mitatu inotevera.

VaMangwana vatsinhira mashoko aVaMugabe ane zuro ekuti vatungamiriri vehurumende yemubatanidzwa ndivo vane rekupedzisira pabumbiro iri.

Asi mumwe wemasachigaro ekomiti, vachimirira MDC inotungamirwa naVaMorgan Tsvangirai, VaDouglas Mwonzora, vati gwaro reCOPAC ndiro richaramba richishandiswa pane zvirongwa zvese zvasara kuitira kuti chirongwa chekunyorwa kwebumbiro chipere zvakanaka.

Asi mumwe wemasachigaro eCOPAC mu MDC inotungamirwa naVa Welshman Ncube, Va Edward Mkhosi, vatiwo bato ravo rakamirira kuona kuti nyaya yekupa matunhu masimba, kana kuti devolution, ichabuda seyi, sezvo vasina kunyatsoona mafambisirwo ayaitwa pamusangano uyu.

Zvichakadai, kunyange hazvo VaMangwana naVaMwonzora vange vari kuti musangano uyu wafamba zvakanaka, mamwe madzishe  anoti haana kufara nezvebuda mukomiti inoona nezvemadzishe. Komiti iyi inoti yatonyorera COPAC gwaro ichigunun’una. 

Imwe nhengo yanga iri mukomiti yemadzishe, Amai Margeret Zinyemba, vati  vamwe vange vari mukomiti yavo vati madzishe haafaniri kuita zvematongerwo enyika, asi vamwe vachiti vanoda kuti madzishe abvumirwe kuita zvematongerwo enyika.

Asi VaMangwana vati COPAC ichatarisa zvichemo zvemadzishe paichasangana ichizeya zvabva mumakomiti akasiyana siyana.

Vanhu vakapinda mumusangano wemazuva maviri uyu vakapihwa mukana wekupa pfungwa dzavo pabumbiro riri kunyorwa, pamwe nekuwedzera  zvimwe zvavanoda kuti zvive mubumbiro idzva iri.

You May Like

Vamwe Vanoti Kuwanda kweMapato Anopikisa Kunononotsa Shanduko

Vamwe vanoongorora zvematongerwo enyika nevanoonawo zvavo, vanoti kunetsana kunonzi kuri kuitika mubato reMDC Renewal Team kunogona kuita kuti bato iri ripedzisire ratsemuka nepakati Onai zvimwe

Vabereki Voratidzira Kusafarira Hurongwa hweKubhadharira Bvunzo dze Grade 7

Mazana nemazana evana vechikoro pamwe nevaberki vavo vapinda mumigwagwa neChina vachinyunyuta nedanho riri kuda kutorwa nehurumende rekuda kubhadharisa mari yebvunzo paGrade 7 pamwe nekuwedzera mari yebvunzo dzeOrdinary Level. Onai zvimwe

ConCourt Inoti Mapurisa Ngaasasunge Madzimai Anofungidzirwa Kuti Ipfambi Pasina Humbowo

Nguva yemapurisa yekuita madiro ajojina vachisunga madzimai mumigwagwa vanenge vachipomerwa mhosva yekuita zvehupfambi yasvika kwamvura yacheka makumba. Onai zvimwe

Vagari Vobatsirana neKanzuru yeHarare Kuita Mabasa Anobatsira Veruzhinji

Kunyange masangano anomirira vagari vemuguta reHarare achigara achinetsana nekanuzuru sezvo iri kutadza kuita mabasa ayo, vagari vemumusha weSunningadale vanoti vakaona kuti kugara vachichema chema hazvibatsiri. Onai zvimwe
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French. The downlink frequ3ency is 12.602 mHz and the symbol rate is 26.6. Downlink polarization is V or vertical. FEC or forward error correction is 1/2. Schedule Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m. Local Time: 7-9 p.m. UTC Time: 1700-1900 Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 30
Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French. The downlink frequ3ency is 12.602 mHz and the symbol rate is 26.6. Downlink polarization is V or vertical. FEC or forward error correction is 1/2. Schedule Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m. Local Time: 7-9 p.m. UTC Time: 1700-1900 Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 30

  • Nhau dzeShona
    30 min

    Nhau dzeShona

    Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700...

  • Live Talk
    30 min

    Live Talk

    Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals...

Facebook