Accessibility links

Breaking News

Muzvare Madzongwe Votaura Pamusoro peAnnual Zimbabwe Diaspora Arts Festival


Chimwe chizvarwa zveZimbabwe chiri kunze kwenyika, Muzvare Tsitsi Madzongwe, vanoti vari kufara zvikuru nemafambiro akaita Zimbabwe Diaspora Arts Festival mukupera kwesvondo.

Chirongwa ichi chakaitirwa mudunhu re Maryland muAmerica.

Chirongwa ichi chakapindwa nezvizvarwa zveZimbabwe nezvimwe zvinobva kune dzimwe nyika dzinosanganisira Nigeria, Ghana nedzimwewo.

Muzvare Madzongwe vanoti shuviro yavo ndeyekuti chirongwa chegore rinotevera chipindwe pachena kana vachinge vawana rubatsiro kubva kumakambani emunyika kuitira kuti huwandu hwevanouya kumitambo iyi hukwire.

Muzvare Madzongwe vanoti vane shuwiro yekuti chirongwa ichi chirambe chichikura gore negore.

please wait

No media source currently available

0:00 0:03:33 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG