Chitatu, Chivabvu 27, 2015 Local time: 03:33

Nhau / Matongerwo eNyika

VaMutambara Voparura Chirongwa cheZIDHIP muWashington DC

VaArthur MutambaraVaArthur Mutambara
x
VaArthur Mutambara
VaArthur Mutambara
Violet Gonda
Nyanzvi munyaya dzinosanganisira dzehupfumi, dzehutano, dzezvematongerwo enyika nedzimwe dzakasiyana siyana, dziri kusangana neMugovera pamuzinda we Zimbabwe mu America uri mu Washington DC pamusangano wekupangana mazano pamwe nekuparura chirongwa che Zimbabwe Diaspora Home Interface Program, ZIDHIP.

Chirongwa ichi chiri kuparurwa zviri pamutemo mutevedzeri wemutungamiri wehurumende, VaArthur Mutambara.

Chirongwa cheZIDHIP ndechekupangana mazano pakati pezvizvarwa zveZimbabwe nehurumende, pamwe nemasangano akazvimirira, senzira yekutsvaga nzira dzekuti munhu wese wemuZimbabwe ave nehupenyu hwakanaka.

Zvinofungidzirwa kuti pane zvizvarwa zveZimbabwe zvinodarika mamiriyoni matatu zviri kunze kwenyika, uye zvizvarwa zvakawanda izvi zvinosanganisira vana muzvinafundo muzvidzidzo zvakasiyana siyana, avo vanokwanisa kubatsira nyika yavo vachishandisa hunyanzvi hwavanawo.

Sachigaro weDiaspora Network Working Group, uye vachishanda ne World Bank mu Washington DC, Doctor Norbert Mugwagwa, vanoti chirongwa chavo ndechekubatsira nyika sezvo Zimbabwe iine vanhu vakadzidza vakawanda vari kunze kwenyika.

You May Like

Bato reZUNDE Rinoparurwa muHarare

Rimwe bato rezvematongerwo enyika, reZimbabweans United for Democracy kana kuti ZUNDE iro rakaumbwa kunze kwenyika muna 2013 raparura mabasa aro muZimbabwe. Onai zvimwe

VaMangoma Vanoroverwa Mukadzi weMunhu?

Zvinonzi kwaita mhirizhonga kumahofisi eMDC Renewal Team pamusangano wanga uchiitwa nekomiti yapamusoro yebato iri zvichitevera nyaya yekudanana nemukadzi wemunhu iri kupomerwa mubati wehomwe mubato iri, Va Elton Mangoma. Onai zvimwe

Makanzura Akambomiswa Basa naVaChombo muGweru Otaura

Makanzura matatu eMDC T muguta reGweru, ayo akambomiswa basa negurukota rezvekutongwa kwematunhu achipomerwa mhosva dzekutadza basa pamwe nekushandisa midziyo yekanzuru zviri kunze kwemutemo, anoti danho iri rine zvematongerwo enyika mukati Onai zvimwe

Vanotengesa muMigwagwa Vonetsana neVana Muzvinazvitoro

Munyika maita kusawirirana nenyaya yekuti poitwa sei nevanhu vanonzi vanodarika mamiriyoni mashanu nezviuru mazana manomwe avo vari kurarama nekutengesa zvinhu mumigwagwa nenyaya yekushaikwa kwemabasa kunyanya. Onai zvimwe
Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French. The downlink frequ3ency is 12.602 mHz and the symbol rate is 26.6. Downlink polarization is V or vertical. FEC or forward error correction is 1/2. Schedule Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m. Local Time: 7-9 p.m. UTC Time: 1700-1900 Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 30

This forum has been closed.
Comments
     
There are no comments in this forum. Be first and add one

Facebook