Svondo, Chivabvu 03, 2015 Local time: 20:53

Nhau / Africa

Amai Makone naVaMohadi Vobvunzurudza VaChihuri Marhedhiyo Ari Kutorerwa Vanhu neMapurisa?

VaAugustine ChihuriVaAugustine Chihuri
x
VaAugustine Chihuri
VaAugustine Chihuri
Jonga Kandemiiri
Makurukota ezvemukati menyika, Amai Theresa Makone, veMDC inotungamirwa naVaMorgan Tsvangirai, pamwe naVaKembo Mohadi veZanu PF, vasangana nemukuru wemapurisa VaAugustine Chihuri pamusoro penyaya yekutorwa kuri kuitwa nemapurisa marhediyo ari kupiwa vanhu nemasangano akazvimirira pamwe nebato reMDC T.

Amai Makone vanoti vaudza VaChihuri kuti zviri kuitwa nemapurisa hazvisi pamutemo, sezvo marhedhiyo aya asiri zviovhaovha, zvinganzi zvingashandiswa mukutaudzana kwevanhu vaviri.

Asi VaChihuri vanonzi vakumbira kuti nyanzvi dzavo dzimboongorora marhedhiyo aya kuti haasi kushandiswa here mukutaudzana kwevanhu zviri kunze kwemutemo.

Hatina kukwanisa kunzwa divi raVaMohadi panyaya iyi.

Zvichakadaro, mashoko atatambira anoti mapurisa adoma  sangano reZimbabwe Peace Project, ZPP, nezita kuti harisi kushanda zviri pamutemo.

Zvinonzi mapurisa ari kupomerawo sangano iri mhosva yekupa vanhu marhedhiyo pamwe nekusora pamisangano inoitwa nebato reZanu PF. Zvinonziwo mapurisa ati anogona kusunga vanhu nenyaya idzi. 

Izvi zvinonzi zvabuda pamusangano waitwa nemapurisa nevatori venhau muHarare wekuzeya mashandiro ari kuita masangano akazvimirira ari munyika.

Sachigaro webhodhi reZPP, Reverend Doctor Solomon Zwana, vaudza Studio 7 kuti vanga vasati vanzwa zvizere zvataurwa nemapurisa pamusangano uyu.

Asi vati zvishoma zvavanzwa izvozvo zvinoita kuti vashandi vesangano ravo vasagadzikana.

Hurukuro naAmai Theresa Makone
Hurukuro naAmai Theresa Makonei
|| 0:00:00
...    
🔇
X

You May Like

Vashandi Vocherechedza Zuva Ravo Pasi Rose Vachichema neNzara

Panguva iyo pasi rose riri kucherechedza zuva revashandi, kana kuti May Day, vashandi vakawanda, pamwe neveruzhinji vanoti hapana chekupemberera sezvo hupfumi hwenyika hwaenda kumawere uye vanhu vasisina mabasa. Onai zvimwe

Vhidhiyo VOA60 Africa

VOA60 Africa is a one-minute wrap of the past 24 hours' news and video from the African continent. It includes politics, weather, arts, culture and the extraordinary events that lead the headlines. Share and be informed - VOA60. Onai zvimwe

VaTsvangirai naVaMakoni Votaura Vachicherechedza Zuva reVashandi Pasi Rose

Vashandi vemuZimbabwe vacherechedza zuva revashandi re Workers Day vachinyunyuta nemari dzavanotambiriswa pamwe nekusamira zvakanaka kwakaita zvinhu munyika. Onai zvimwe

Ndiyani Acharuma Pasi Pakati paFloyd Mayweather naManny Pacquiao?

Iyi ndiyo nyaya iri pamuromo pemunhu wese anotevera mitambo yetsiva munyika kusanganisirawo vasingafarire zvetsiva. Onai zvimwe
Indaba Ndebele

Indaba Ndebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French.
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 20

Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba Ndebele

Indaba Ndebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday

  • Nhau dzeShona
    20 min

    Nhau dzeShona

    Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00...

  • Nhau dzeShona
    20 min

    Nhau dzeShona

    Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00...

Facebook