Friday, March 27, 2015 Local time: 15:11

Nhau / Africa

Mapato Orangarira Mabasa Ayiitwa naVaNkomo

VaJohn Landa NkomoVaJohn Landa Nkomo
x
VaJohn Landa Nkomo
VaJohn Landa Nkomo
Jonga Kandemiiri
Mapato ari muhurumende yemubatanidzwa anoti nyika yarasikirwa zvikuru nekushaya kwevanga vari mumwe wevatevedzeri vemutungamiri wenyika, VaJohn Landa Nkomo, avo vashaya masikati eChina muHarare.

Mutauriri weZanu PF, VaRugare Gumbo, vanoti VaNkomo munhu anga akazvininipisa, achikwanisa kushanda nevanhu vose, zvisineyi nechinzvimbo chavo mubato kana muhurumende.

Mashoko aVaGumbo aya atsinhirwawo nemutauriri weMDC T, VaDouglas Mwonzora, avo vanoti VaNkomo vanga vakasiyana zvikuru nevamwe vanozviti vakarwa hondo yerusununguko, avo vavati vari kuswera vachionesa vamwe vana veZimbabwe chitsvuku.

VaPaul Themba Nyathi vebato reMDC inotungamirwa naVaWelshman Ncube vaudzawo Studio7 kuti vakashanda zvakanaka chose naVaNkomo kubva munguva yehondo, kunyange hazvo vakazosiyana maonero mune zvematongerwo enyika mumashure.

VaGumbo vanoti Politiburo yebato ravo reZanu PF, iri kusangana neChishanu kuti izeye nezveruremekedzo rwungapiwa kuna VaNkomo.

Hurukuro naVaRugare Gumbo Pamwe naVaDouglas Mwonzora
Hurukuro naVaRugare Gumbo pamwe naVaDouglas Mwonzorai
|| 0:00:00
...    
🔇
X

You May Like

Vhidhiyo VOA60 Africa

VOA60 Africa is a one-minute wrap of the past 24 hours' news and video from the African continent. It includes politics, weather, arts, culture and the extraordinary events that lead the headlines. Share and be informed - VOA60. Onai zvimwe

China Yotumira Gurukota Rayo Kunoshanya muZimbabwe

Gurukota rinoona nezvekudzivirirwa muChina, General Chang Wanquan, vakapinda munyika neChitatu murwendo rwunonzi nevanoongorora nyaya dzezvematongerwo enyika nezvechiuto hwakanangana nekusimbaradza mauto eZimbababwe panguva iyo munyika zvinhu zvakaita manyama amire nerongo. Onai zvimwe

Transform Zimbabwe Inoti Zanu PF Iri Kutyisidzira Vanhu kuMt. Darwin West

Mapato achapinda musarudzo idzi anoti Zanu PF, National Constitutional Assembly, Freedom Front, Transform Zimbabwe pamwe nemumwe akazvimirira Onai zvimwe

Chikonzi Chinosecha Mahofisi eThe Source muHarare

Banga re Steward riri pasi pekambani ye Econet Wireless Zimbabwe, inova kambani yamuzvinabhizinesi ane mukurumbira pasi rose, VaStrive Taputaira Masiyiwa. Onai zvimwe
Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba Ndebele

Indaba Ndebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French. The downlink frequ3ency is 12.602 mHz and the symbol rate is 26.6. Downlink polarization is V or vertical. FEC or forward error correction is 1/2. Schedule Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m. Local Time: 7-9 p.m. UTC Time: 1700-1900 Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 30

Facebook