Wednesday, March 04, 2015 Local time: 18:41

Nhau / Africa

COPAC Yosangana neChina Kuti Itambire Gwaro reBumbiro Idzva

x
Jonga Kandemiiri
Nhengo dzose makumi maviri neshanu dzekomiti yeparamende iri kutungamira kunyorwa kwebumbiro idzva remitemo yenyika, yeCOPAC, dziri kutarisirwa kusangana muHarare nemusi weChina kuti dzitambire zviri pamutemo gwaro rebumbiro idzva ravepo, pamwe nekutarisa gwaro reNational Report zvisati zvaendeswa kuparamende.
 
Komiti iyi yakasangana zvakare neChipiri ikapirwa gwaro iri nemasachigaro eCOPAC ari matatu anoti, VaDouglas Mwonzora veMDC T, VaMunyaradzi Paul Mangwana veZanu PF, pamwe naVaEdward Mkhosi veMDC inotungamirwa naVaWelshman Ncube.
 
Vatungamiri vemapato ari muhurumende ndivo vakatozopindira kuti vapedze kusawirirana pamusoro penyaya yekuendeswa kwemasimba kumatunhu, neyekuti zvizvarwa zveZimbabwe zvikwanise kuve zvizvarwa zvedzimwe nyika zvisingarasikirwe nekodzero yazvo, uko kwanga kuripo kwanga kwotadzisa kupedzwa kwechirongwa ichi.
 
VaMwonzora vaudza Studio 7 kuti vanotarisira kupira paramende nezvedanho ravo rekuda kusvitsa gwaro rebumbiro iri nemusi weChipiri nyaya yacho yozozeyiwa muparamende neChitatu.

Hurukuro naVaDouglas Mwonzora
Hurukuro naVaDouglas Mwonzorai
|| 0:00:00
...    
🔇
X

You May Like

Vhidhiyo VOA60 Africa

VOA60 Africa is a one-minute wrap of the past 24 hours' news and video from the African continent. It includes politics, weather, arts, culture and the extraordinary events that lead the headlines. Share and be informed - VOA60. Onai zvimwe

Matambudziko eMari Akatarisana neChitungwiza Oramba Kupera?

Matambudziko emari akatarisana nekanzuru yeChitungwiza anonzi ari kure nekupera kana hazvo kanzuru iyi yakamisa vamwe vashandi mabasa Onai zvimwe

VaMutasa, VaMliswa Vanodzingwa Muparamende

Mutauriri wedare reparamende, VaJacob Mudenda, vazivisa neChipiri kuti matunhu eHeadlands neHurungwe West haasisina vamiriri mudare reNational Assembly zvichitevera kudzingwa mubato reZanu PF kwakaitwa vaimirira nzvimbo idzi vanoti VaDidymus Mutasa naVaTemba Mliswa. Onai zvimwe

VaTsvangirai Vanoti Hurumende Ngaivandudze Mitemo yeSarudzo

Mutungamiri webato guru rinopikisa reMDC-T, VaMorgan Tsvangirai, vanoti vacharamba vachishanda zvakasimba mukuona kuti hurumende yavandudza mitemo yesarudzo, pasati paitwa dzimwe sarudzo muna 2018. Onai zvimwe
Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba Ndebele

Indaba Ndebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French. The downlink frequ3ency is 12.602 mHz and the symbol rate is 26.6. Downlink polarization is V or vertical. FEC or forward error correction is 1/2. Schedule Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m. Local Time: 7-9 p.m. UTC Time: 1700-1900 Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 30

Facebook