Muvhuro, Kubvumbi 20, 2015 Local time: 00:51

Nhau / Africa

Zvinhu Hazvisi Kufamba Zvakanaka paBumbiro Idzva

x
Jonga Kandemiiri
Vamiriri vemapato matatu ari muhurumende pamwe nemasachigaro ekomiti iri kutungamira kunyorwa kwebumbiro idzva remitemo yenyika, yeCOPAC, havana zvavabuda nazvo mumusangano waitwa neChitatu uyo wanga wakatarisirwa kugadzirisa gakava riripo pamusoro pezviri mugwaro rezvakabuda kumusangano weSecond All Stakeholders Conference mwedzi wapera.

Makurukota matatu uye vari nhengo dzekomiti iri kukokera kunyorwa kwebumbiro idzva anoti gurukota rezvemari, VaTendai Biti veMDC T, gurukota rezvemitemo, VaPatrick Chinamasa veZanu PF, uye gurukota rezvekubatana kwematunhu pasi rose, Amai Priscilla Misihairambi-Mushonga veMDC-N, pamwe negurukota rezvebumbiro remitemo, VaEric Matinenga, vanonzi vaona zvakakodzera kuti mapato ambotanga aongorora gwaro iri vasati vasangana zvakare neMuvhuro.

Asi musangano wavo uyu wanga uchifanirwa kutanga kuzeya kunetsana kunonzi kuri pakati pemapato padanho rinofanirwa kutorwa pagwaro rakaburitswa pakazeyiwa gwaro rebumbiro idzva nevemapato pamwe neveruzhinji.

VaMatinenga vaudza Studio 7 kuti vaona zvakakodzera kuti vasati vaita musangano weMuvhuro uyu, mapato ezvematongerwo enyika atange ambowana mukana wekutarisisa gwaro iri kuitira kuti pasazowana vanonyunyuta kuti havana kuriona.

Hurukuro naVaEric Matinenga
Hurukuro naVaEric Matinengai
|| 0:00:00
...    
🔇
X

You May Like

Vhidhiyo VOA60 Africa

VOA60 Africa is a one-minute wrap of the past 24 hours' news and video from the African continent. It includes politics, weather, arts, culture and the extraordinary events that lead the headlines. Share and be informed - VOA60. Onai zvimwe

Kushaikwa kweHutongo hweJechetere Korwadza Vakawanda

Veruzhinji vanoti havasi kufara nekushayikwa kwehutongi hwejekere munyika makore makumi matatu nemashanu nyika yawana kuzvitonga kuzere. Onai zvimwe

Mapato Anopikisa Okurudzira Vanhu Kugara Kumba neMugovera

Mapato mana makuru anopikisa akurudzira neChishanu veruzhinji munyika kuti vacherechedze zuva rakawana nyika kuzvitonga neMugovera vari kudzimba dzavo achiti haazi kuzopinda mumhemberero dzakarongwa nehurmende yeZanu PF sezvo bato iri richishandisa mukana uyu kunyomba vamwe. Onai zvimwe
Indaba Ndebele

Indaba Ndebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French.
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 20

Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba Ndebele

Indaba Ndebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday

  • Nhau dzeShona
    20 min

    Nhau dzeShona

    Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00...

  • Nhau dzeShona
    20 min

    Nhau dzeShona

    Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00...

Facebook