Chipiri, Chikunguru 07, 2015 Local time: 10:53

Nhau / Matongerwo eNyika

Gwaro reCopac Rokonzera Kupesana muHurumende

x
Jonga Kandemiiri
Komiti yeparamende iri kutungamira kunyorwa kwebumbiro idzva remitemo yenyika, yeCopac, inoti yapedza kunyora gwaro rezvakabuda pamusangano wemazuva matatu weSecond All Stakeholders Conference wakaitwa mwedzi wapera.

Komiti iyi inotiwo yasvitsa gwaro iri kukomiti iri kukokera mabasa eCopac.

Asi vane ruzivo nezvaitika mumusangano uyu vanoti paita kusawirirana kukuru pakati peMDC ne Zanu PF pamusoro pekuti gwaro iri rochiendeswepi.

VeZanu PF vanonzi vari kuda kuti gwaro iri ritange raiswa kuvatungamiri vemapato ari muhurumede, ukuwo veMDC vachiti ngaritange raendeswa kuparamende sezvo iri iyo iri kutungamira hurongwa uhwu.

Copac yakapedza kunyora gwaro iri svondo rapera asi zvinonzi komiti iri kukokera mabasa eCopac yakaridzosa ichiti Copac yakanga isina kuisa zvimwe zvezvakaitika pamusangano weAll Stake Holders Conference, izvo zvinonzi zvakakosha.

Asi mumwe wemasachigaro eCopac, VaDouglas Mwonzora veMDC T, vanoti komiti yavo yakanga isina chete kuisa nhoroondo yekunyorwa kwebumbiro remitemo, iyo vaifunga kuti yakanga isina kukosha.

Hurukuro naVaDouglas Mwonzora
Hurukuro naVaDouglas Mwonzorai
|| 0:00:00
...    
🔇
X

You May Like

Vamwe Vanotengesera Mukati meGuta Vave Kwakatarwa neKanzuru yeHarare?

Kanzuru yeHarare, iyo iri kukurudzira vose vanotengesera mumigwagwa yemuguta iri kuti vachitanga kuenda kunzvimbo dzakasarudzwa kuti vachitengesera, inoti vamwe vatotanga kutambira nzvimbo itsva idzi Onai zvimwe

VaMugabe Vanoita VaJonathan Moyo Gurukota reDzidzo yePamusoro

Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, neMuvhuro vakavandudza zvishoma dare ravo remakurukota vachibvisa VaJonathan Moyo kubazi rezvekuburitswa kwemashoko, vachivaita gurukota rinoona nezvedzidzo yepamusoro. Onai zvimwe

Vakawanda Vofarira Kubudirira kweZimbabwe Warriors

Izvi zvinotevera mangange 0-0 akaita chikwata ichi neComoros, Zimbabwe ndokubudirira sezvo yakakunda Comoros 2-0 iri pamba. Onai zvimwe

Nyanduri Ane Mukurumbira, Freedom Nyamubaya, Anoshaya muChinhoyi

Aimbove murwiri werusununguko uyezve vari munyori ane mukurumbira munyika, Freedom Nyamubaya, akashaya neSvondo kuchipatara chemuChinhoyi. Onai zvimwe

Vhidhiyo Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time) (1830-1900 UTC) (Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Onai zvimwe
Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French. The downlink frequ3ency is 12.602 mHz and the symbol rate is 26.6. Downlink polarization is V or vertical. FEC or forward error correction is 1/2. Schedule Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m. Local Time: 7-9 p.m. UTC Time: 1700-1900 Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour

Facebook