Chishanu, Chikunguru 03, 2015 Local time: 14:19

Nhau / Africa

VaMadzore Vanopihwa Mukana weKubvisa Mari yeChibatiso

x
Thomas Chiripasi
Mutungamiri wevechidiki muMDC inotungamirwa naVaMorgan Tsvangirai, Va Solomon Madzore, vaburitswa muhusungwa nedare repamusoro mushure mekupedza nguva inodarika gore vari mujeri nevamwe vavo vari kupomerwa mhosva yekuponda mumwe mupurisa gore rapera.

Mutongi wedare repamusoro, Va Chinembiri Bhunu, nhasi vati  VaMadzore pamwe naVa Lovemore Magaya, vaburitswe muhusungwa mushure mekubhadhara mari yechibatiso inoita mazana mashanu emadhora pamunhu. Izvi zvinotevera chikumbiro chakasvitswa kudare nemagweta evasungwa ava.

Mumutongo wavo, VaBhunu vati  hapana humbowo hunonwisa mvura hunoratidza kuti Va Madzore naVa Magaya vaivapo pakapondwa Inspector Petros Mutedza mumusha we Glen View gore rapera.

Mumapepa ari pamberi pedare, VaMadzore vanoti vakanga vari kuchipatara nemudzimai wavo akanga asinganzwe zvakanaka panonzi pakaparwa mhosva yavari kupomerwa iyi.  Va Magaya vanonzi vakanga vari pamwe chete naVa Madzore musi uyu.

Vaviri ava vanzi nedare vasiye mapepa avo ekufambisa kumunyori wedare. Mumwe akaburitswa nedare iri ndiMuzvare Cynthia Manjoro avo vakawonekwa nedare  kuti vakanga vasipo zvakare pakaparwa mhosva iyi.

Munyori muboka revechidiki veMDC-T, VaPromise Mkwananzi, vati vafara zvikuru nemutongo waturwa nedare.

VaMkwananzi vati bato ravo ranga richigamhina zvikuru zvichitevera kugara mujeri kwanga kuchiita va madzore nevamwe vavo.

Zvichakadai, VaMadzore naVaMagaya vacharara mujeri mushure mekunge vana muzvinahofisi vekumatare varamba kutambira mari yechibatiso yanzi vasungwa ava vabhadhare vachiti nguva dzanga dzapera zvokuti vanga voda kuenda kudzimba.

Mune chimwe chiitiko, vafundisi vedzisvondo makumi maviri vanamatira nhengo dzeMDC-T dziri muhusungwa. Vafundisi ava vanamatirawo mutauriri waVaTsvangirai, VaLuke Tamborinyoka, avo vari muchipatara zvichitevera kupinda mutsaona yemotokari apo vaienda kumusha kwavo kuDomboshawa.

You May Like

Vhidhiyo Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time) (1830-1900 UTC) (Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Onai zvimwe

Vhidhiyo Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time) (1830-1900 UTC) (Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Onai zvimwe

Kunetsana Kwoenderera Mberi muKanzuru yeHarare

Zvinhu mukanzuru yeHarare hazvina kumira zvakanaka zvichitevera kumbomiswa basa zvechisimba kwemunyori weguta, VaTendai Mahachi, nameya weHarare, VaBernard Manyenyeni. Onai zvimwe

Musangano weWomen of Dominion International Wotanga muCincinnatti neChina

Munyori mukuru wesangano iri, Pastor Rebecca Makayi, vanoti musangano uyu, sezita rawo, uchabatanidza madzimai anodarika mazana matatu anobva kunyika dzakasiyanasiyana, kusanganisira Zimbabwe kuti vaswedere pedyo naMwari Onai zvimwe

Nyanzvi Dzopesana naNhoroondo yeDunhu reMatabeleland

Rimwe bhuku richangoburwa rinopa nhoroondo yedunhu Matabeleland pamwe nekutsigira nyaya yekuti dunhu iri rive nyika yakazvimirira, rakonzera kupesana pakati penyanzvi munyaya dzenhoroondo yedunhu iri. Onai zvimwe
Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French. The downlink frequ3ency is 12.602 mHz and the symbol rate is 26.6. Downlink polarization is V or vertical. FEC or forward error correction is 1/2. Schedule Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m. Local Time: 7-9 p.m. UTC Time: 1700-1900 Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 30
Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday

  • Live Talk
    30 min

    Live Talk

    Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals...

  • Nhau dzeShona
    30 min

    Nhau dzeShona

    Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700...

Facebook