Tuesday, October 21, 2014 Local time: 10:16

Nhau / Africa

Dynamos Yopa Vatambi Vavo Mari Zvichitevera Kutora Mukombe weCLPSL

Soccer BallSoccer Ball
x
Soccer Ball
Soccer Ball
Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Chikwata cheDynamos chinoti chichapa vatambi vacho mari inosvika zvikamu makumi mana kubva muzana zvemari ichabva kukambani ye Delta semubairo wekutora kwayakaita mukombe we Castle Lager Premier Soccer League.

Dynamos iri kuwana mari inoita zviuru makumi manomwe zvemadhora.

Va Mubaiwa vanoti vatambi vakatoudzwa mari dzavachapihwa. Vatiwo kunyange hazvo chikwata chavo chiri kufara zvikuru nekutora mukombe weCastle Lager Premier Soccer League, vachambomira kuita mabiko kusvika vatamba neMonomotapa mumutambo wemukombe weMbada Diamonds Cup neMugovera.

VaMubaiwa vanoti vave kutotanga kugadzirira mari dzinodiwa kuti chikwata chavo chikwanise kuenda kumakwikwi emuAfrica ayo vachange vachitamba vakamirira nyika.

Dynamos yakatora mukombe uyu nemusi weSvondo apo yakatamba neHardbody dzikaita mangange 1-1. Highlanders ndiyo yakatora chinzvimbo chechipiri mushure mekukunda Blue Rangers 2-0.

Hurukuro naVaKenny Mubaiwa
Hurukuro NaVaKenny Mubaiwai
|| 0:00:00
...
 
🔇
X

You May Like

VaSikhala naVaHlalo Vokonzera Mutauro muMDC-T

Zvinhu hazvina kumira zvakanaka mubato re MDC-T zvichitevera musangano we National Executive Committe wakaitwa neMugovera. Onai zvimwe

Zvinhu Zvakwira Mutarara muZanu PF

Vakuru vebato reZanu-PF vanonzi vari kurara hope dzembwa vachironga tsoro sezvo bato iri riri kuita musangano wakakosha zvikuru wePolitiburo svondo rin Onai zvimwe

Amai Grace Mugabe Vopatsanura Zanu PF Zvemhando yePamusorosoro?

Kupinda mune zvematongerwo enyika kwemudzimai wemutungamiriri wenyika, Amai Grace Mugabe, kwakonzera mutauro mukuru mubato reZanu PF pamwe nemunyika yose zvichitevera mashoko avaitaura mukushanyira kwavo matunhu ose emunyika. Onai zvimwe

VaLovemore Moyo neVamwe Vachiri Kurapwa muBulawayo Zvichitevera Tsaona Mukupera kweSvondo

Sachigaro webato reMDC T, VaLovemore Moyo, avo vanonzi vakaita tsaona yakaipisisa neMugovera, vachiri muchipatara cheMater Dei kuBulawayo. Onai zvimwe

Vhidhiyo VOA60 Africa

VOA60 Africa is a one-minute wrap of the past 24 hours' news and video from the African continent. It includes politics, weather, arts, culture and the extraordinary events that lead the headlines. Share and be informed - VOA60. Onai zvimwe
LiveTalk

LiveTalk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate.

Schedule:

Monday-Friday

Local Time: 8:30-9:00 p.m.

UTC Time: 1830-1900

Duration: Weekdays: 30 minutes

 

Ndebele

Ndebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
Studio 7

Studio 7

Studio 7 for Zimbabwe provides comprehensive and reliable radio news seven days a week on AM, shortwave and satellite
 

Schedule: Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m.

Local Time: 7-9 p.m.

UTC Time: 1700-1900

Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour

Listen: MP3

Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu

Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00

UTC Time: 1700

Nguva yeChirongwa 30

Tererai МР3 | Windows Media

Ndebele

Ndebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday

This forum has been closed.
Comments
     
There are no comments in this forum. Be first and add one

Facebook