Chipiri, Chikunguru 28, 2015 Local time: 12:21

Nhau / Africa

Choose the Best African Football Players

Loading...

You May Like

Dare rePamusoro Soro Rinoti Vashandirwi Vavasungirwi Kuita Zvisina Kuwiriranwa

Dare re supreme court neMuvhuro rapa mutongo wekuti matare haana simba rekumanikidza vashandirwi kubhadhara vashandi mari dzakaita sedzimba kana mari dzevana dzechikoro kana zvisina kunge zvatenderanwa muchibvumirano chebasa kana kuti contract. Onai zvimwe

Vanhu Vakawanda Havazivi Kuti Vane TB Ivo Vanayo

Dambudziko rechirwere che Tuberculosis (TB) rinonzi riri kuramba richinesta munyika sezvo chirwere ichi chiri kubata vanhu vakawanda asi paine vashoma vanoziva kuti vanacho. Onai zvimwe

ZIBF Inotanga Vakawanda Vachichema neMabhuku Otengeswa Zvine Chitsotsi

Chirongwa chekuratidza mabhuku cheZimbabwe International Book Fair, ZIBF, chatanga muHarare paine kugunun’una kubva kuvanyori, vanodhindha nevanotengesa mabhuku vachiti kudhindwa kwemabhuku nekutengeswa kwawo zviri kunze kwemutemo zvave kukanganisa zvinhu munyika. Onai zvimwe

VaTsvangirai Vokurudzira Vatsigiri Kunyoresa Kuitira Kuti Vazovhotere MDC-T Zvine Mutsindo Muna 2018

Mutungamiri MDC, VaMorgan Tsvangirai, vanoti vatsigiri vebato ravo vanofanirwa kuziva kuti zviuya zviri pemberi vobvisa Zanu PF kuburikidza nekuvhotera MDC-T zvine mutsindo musarudzo dza 2018. Onai zvimwe

Triangle Yotungamira muCastle Lager Premier Soccer League

Mutambo uri kutaurwa nezvawo ndeuyo wakaita mangange 1-1 pakati peHighlanders neDynamos uyo waishevedzwa kunzi Battle for Zimbabwe Part 2. Onai zvimwe
Live Talk

Live Talk

Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals can now listen to and participate in LiveTalk in real time. Click on the link below to listen to the LiveTalk program in progress (8:30-9:00 p.m. Zimbabwe time (1830-1900 UTC) Monday-Friday) and call our studio directly at 1-202-619-2077 to participate. Schedule: Monday-Friday Local Time: 8:30-9:00 p.m. UTC Time: 1830-1900 Duration: Weekdays: 30 minutes
Indaba zesiNdebele

Indaba zesiNdebele

Ndebele 1800-1830 Monday-Friday
English

English

Studio 7 has been providing Zimbabwe with objective, reliable and balanced radio news broadcasts since 2003 and has become a highly valued alternative point of reference on the airwaves for many thousands of Zimbabweans. Studio 7 covers politics, civil society, the economy, health, sports, music, the arts and other aspects of life in Zimbabwe. Studio 7 in Shona, English and Ndebele can be heard each Monday through Friday evening in Zimbabwe and elsewhere in the Southern African region from 7 p.m. to 8:30 p.m. followed by LiveTalk with hosts Blessing Zulu and Gibbs Dube from 8:30 to 9 p.m. On Saturday and Sunday Studio 7 news runs for an hour from 7 to 8 p.m. Studio 7 broadcasts at 909 on the AM or medium wave band, and on shortwave on the 4930, 7210 and 12120 kiloHertz frequencies. Listeners in the Harare region in particular may experience jamming on 909 AM. Studio 7 can also be received on free-to-air satellite devices during our normal time slot of 7 to 9p.m. and as a repeat of the Shona, English and Ndebele news programs plus LiveTalk from 9:00 to 11:00 p.m. Tune to Studio 7 on Intelsat 10, Virtual Channel (VC) 23. The channel is called VOA Southern Africa and carries other VOA language broadcasts including English, Portuguese and French. The downlink frequ3ency is 12.602 mHz and the symbol rate is 26.6. Downlink polarization is V or vertical. FEC or forward error correction is 1/2. Schedule Monday-Friday, 7:00-9:00 p.m., Saturday-Sunday, 7:00-8:00 p.m., on Intelsat 10 repeats M-F 9-11 p.m. Local Time: 7-9 p.m. UTC Time: 1700-1900 Duration: Weekdays: 2 hours; Weekends: 1 hour
Nhau dzeShona

Nhau dzeShona

Nhau dzeShona Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700 Nguva yeChirongwa 30

Facebook