Vanorarama neHurema Vanoratidzira paMahofisi aVaBiti
Vanorarama nehurema vakaratidzira neChitatu pamahofisi egurukota rezvemari, VaTendai Biti, vachiti vanoda kuti hurumende ivabhadhare mari yayanga isiri kuvapa kwemakore masere adarika. Vanorarama nehurema vanga vakatakura mapepa ane zvinyorwa zvakasiyana-siyana zvimwe zvezvinyorwa izvi zvanga zvakanzi “Tionewo seVanhu”.
Zvikamu
-
Kurume 03, 2016Misoro yeNhau, China Kurume 03, 2016
-
Kurume 02, 2016Hurukuro NaVa Kenny Mubaiwa
-
Kurume 02, 2016Nyaya Ina Thomas Chiripasi
-
Kurume 02, 2016Nyaya Ina Irwin Chifera
-
Kurume 02, 2016Nyaya Ina Patricia Mudadigwa
-
Kurume 02, 2016Hurukuro naVaDavison Mudzingwa