Chitatu, Chivabvu 06, 2015 Local time: 02:22

Nhau / Matongerwo eNyika

Transform Zimbabwe Yoda Kuti Zuva reSarudzo dzeBy-Election Rive Zororo

Transform Zimbabwe Yoda Kuti Zuva reSarudzo dzeBy-Election Rive Zororo

05.05.2015 21:15
Transform Zimbabwe inoti ingangoenda kudare repamusorosoro reConstitutional Court kuti rimanikidze mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe kutara zuva resarudzo dze by-election, remusi wa 10 Chikumi sezororo kuitira kuti vashandi vakwanisewo kuenda kunovhota vakasununguka Onai zvimwe

Calendar

Facebook