Mugovera, Kubvumbi 25, 2015 Local time: 17:58

Nhau / Pasi Rose

Vari Kunze Vokurudzirwa Kubatsira Vari Kumusha

Vari Kunze Vokurudzirwa Kubatsira Vari Kumusha

08.04.2015 21:47
Zvizvarwa zveZimbabwe zviri kunze kwenyika zviri kutumira midziyo nezvimwe zvakawanda kumusha kuitira kuti zvibatsire mukusimudzira vechidiki mumabasa akasiyanasiyana Onai zvimwe
Kubvumbi 2015
07 Kubvumbi 2015

Vanhukadzi Vanorarama Nekuita Zvepabonde Vokurudzirwa Kuvhenekwa HIV

Vanoona nezvekufambiswa kwezvirongwa musangano iri, Muzvare Sibongile Mtetwa, vanoti sangano ravo, iro riri kushanda riri pasi pe National aAids Council of Zimbabwe, riri kushanda nemadzimai anodarika zviuru makumi maviri munzvimbo dzakasiyana siyana munyika.

VaMunyeza: Zimbabwe Ichine Basa Kuti Ikwezve Vashanyi Vakawanda

Vaimbova mukuru weAfrican Sun Limited, Doctor Shingi Munyeza, avo vakasiya basa mushure memakore gumi nematatu vanoti Zimbabwe ichiri kuda kuti ishande zvakasimba munyaya dzekushanyirwa kwenyika kuitira kuti ikwanise kuwana chouviri.

01 Kubvumbi 2015

Amnesty Yoshushikana neMitongo yeRufu Pasi Rose

Sangano reAmnesty International rinoti huwandu hwevanhu vari kutongerwa rufu pasi rose hwakakwira mugore rapera Zimbabwe ichitongera rufu vanhu gumi.

Zimbabwe Yowedzera Zvishoma Zvainotengesa kuEU

Sangano reInternational Trade Centre kana kuti ITC rinoti zvinhu zviri kutengeswa neZimbabwe kuEuropean Union zvawedzera kusvika pamamiriyoni zana nemakumi mashanu nematatu emadhora, kubva pamamiriyoni makumi matatu muna 2013.

Kubvumbi 2015

Calendar

  • Live Talk
    30 min

    Live Talk

    Zimbabweans living outside the country who cannot receive our broadcast signals...

  • Nhau dzeShona
    30 min

    Nhau dzeShona

    Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00 UTC Time: 1700...

Facebook