WASHINGTON —
Muimbi Jah Prayzah oridza kekutanga muAmerica umo ariku tarisirwa kufadza zvizvarwa zveZimbabwe zviri mumaguta anoti Dallas, Texas, Washington DC ne Indiana asati aenda kuCanada.
Teererai hurukuro yaitwa naJah Prayzah na Marvellous Mhlanga-Nyahuye weStudio 7.