Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Muimbi Tytan Otaura Nezve High Tea yaAchaita KuBritain KuOlinda Chapel Foundation

  • Marvellous Mhlanga-Nyahuye

Muimbi Tytan anoti arikugadzirira kuenda kuBritain muna Chikunguru kuHigh Tea pasi pesangano reOlinda Chapel Foundation. Tytan uyo akanyora rwuyo "Mukoko" urwo akaimba naAmara Brown, anoti zvinhu zviri kufamba zvakanaka uye ane vimbo yekuti veruzhinji vachafarira mimhanzi yake yaachangobva kutsika.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG