Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Muvhuro, Chivabvu 15, 2017.


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Muvhuro, Chivabvu 15, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:35 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Vanhu vakawanda vanoti havasi kufara nehurongwa hwehurumende hwekuda kubvisa mutemo unobvumidza zvizvarwa zveZimbabwe dual citizenship.

Nyanzvi dzozeya zvimhingamupinyi zviri munzira yekuumba mushandira pamwe wemapato ezvematongerwo enyika kuitira kuti abvise Zanu PF pachigaro musarudzo dzegore rinouya.

Nyanzvi munyaya dzehupfumi dzotsanangura zvinoreva kukwira kwe inflation iyo yakakwira ne 0.48%

Muchirongwa cheLiveTalk na8pm tiri kutarisa mhirizhonga yakaitika pamutambo weHighlands neDynamos nezuro kuBarbourfields Stadium…

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose…

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG