Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Chivabvu 12, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Chivabvu 12, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:34 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Vanhu vakawanda vanoti havasi kufara nehurongwa hwehurumende hwekuda kubvisa mutemo unobvumidza zvizvarwa zveZimbabwe dual citizenship.

Masangano ari mu Code osangana mangwana muHarare achizeya hurongwa hwawo hwekuita mushandira pamwe musarudzo dzegore rinouya.

Chibvumirano chakaitwa naAmai Joice Mujuru naV Morgan Tsvangirai chekuronga hwaro hwemushandira pamwe chokonzera mutauro mubato raAmai Mujuru.

Caps United yosangana ne El Zamalek yekuEgypt nhasi muAlexandria mumakwikwi eAfrica Confederation Cup – Group B.

Muchirongwa cheLiveTalk na8pm tiri kutarisa hurongwa hwehurumende hwekuda kuvandudza bumbiro remitemo kuitira kuti pasave nemutemo we dual citizenship.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG