Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Kurume 24, 2017


A man waits for customers at a tea stall near Qargha Lake in Kabul, Afghanistan.
A man waits for customers at a tea stall near Qargha Lake in Kabul, Afghanistan.
Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Kurume 24, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:32 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Masachigaro ematunhu gumi muZanu PF Women’s League anoungana muBulawayo achikurudzira kudzingwa mugungano revanhukadzi iri kwaAmai Eunice Sandi Moyo pamwe naAmai Sarah Mahoka.

Mhirizhonga yezvematongerwo enyika yoita kuMwenezi East pamberi pa by election iri kuitwa mwedzi unouya.

Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, vanoti bato ravo rakazvipira kupinda mumubatanidzwa wemapato ane vanhu

Charles Manyuchi odzivirira bhande rake reWorld Boxing Council resirivha mangwana kuSingapore.

Muchirongwa chedu cheLiveTalk na 8pm tiri kutarisa hurongwa hweBiometric Voters Registration.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG