Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Kurume 17, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Chishanu, Kurume 17, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:34 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Vanhu vanopesana muChinhoyi pamusoro penguva inofanirwa kutanga hurongwa hwekupodza maronda nekugarisana kwakanaka munyika.

Mapato ari muCODE anoti achaita mushandira pamwe musarudzo dza 2018 kunyange mapato aAmai Mujuru naVaTsvangirai akaramba kupinda muCODE.

Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vanoenda kuSwaziland kumusangano wekuzeya zvemaindasitiri mudunhu re SADC.

Caps United yosangana ne TP Mazembe yeku DRC mukupera kwesvondo.

Muchirongwa chedu cheLiveTalk na 8pm tiri kutarisa zviri kubuda kumisangano yekunzwa pfungwa dzavanhu pabhiri rekupodzwa kwemaronda nekugarisana zvakanaka munyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG