Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chitatu, Kurume 15, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7
Misoro yeNhau dzaNhasi, Chitatu, Kurume 15, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:36 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Nyaya yeGukurahundi yotsviriridza zvakare kuMatabeleland panguva iyo bhiri rekupodzwa kwemaronda nekugarisana riri kuzeyiwa neveruzhinji.

Fodya inotanga kutengeswa munyika mhando yepamusoro soro ichitengwa ne 4 dollars 55 cents pa kirogiramu imwe chete.

Zimbabwe yotungamira panyika dziri pamberi mukuroodza vana vasati vasvika pazera rekuroorwa.

Muchirongwa chedu che Diaspora Forum pa LiveTalk tiri kutarisa kuti zvizvarwa zveZimbabwe zviri kunze kwenyika zvichabatsirawo seyi mugadziriro yesarudzo ya2018 kumusha.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG