Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Muvhuro, Kukadzi 20, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7

Varairidzi vekumaruwa vanokanda mapadza pasi vachiti hurumende inofanirwa kuvapa mabhonasi avo egore rapera.

Vana chiremba vanopinda muzuva retanhatu vachiramwa mabasa.

Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, votarisira hurumende yaVaDonald Trump kubvisa zvirango zvavakatemerwa nehurumende yeAmerica.

Caps United ne Ngezi Platinum Stars dzoenderera mberi nemakwikwi e Caf Champions League zvichitevera kukunda kwadzo mukupera kwesvondo.

Muchirongwa cheLiveTalk na 8pm tiri kutarisa kuvhiringwa kwaitwa nzvimbo dzakawanda nemvura yawandisa munyika.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Misoro Yenhau Dzanhasi Muvhuro, Kukadzi 20, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:33 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG