Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, China, Kukadzi 9, 2017


Nhau DzeShona Studio7
Nhau DzeShona Studio7

Pastor Evan Mawarire ve#This Flag vanoburitswa mujere zvichitevera kupihwa kwavakaitwa mukana wekubvisa mari yechibatiso kuitira kuti vatongwe vachibva kumba….

Hurongwa hwekusarudza mukuru wevatongi vematare edzimhosva hoita mutauro zvichitevera danho rehurumende rekuda kuvandudza bumbiro remitemo yenyika kuitira kuti VaMugabe vave nemasimba ekudoma vega mukuru wevatongi…

Studio7 inotarisa zvine hudzamu mamiriro akaita mapato anopikisa munyika…

Vanhu votambira danho rakatorwa nehurumende rekubvisa kukwidzwa kwanga kwaitwa mitero yezvinhu zvekudya…

Muchirongwa chePindai Mudariro, tina mutambi ane mukurumbira, Tyra Chikocho kana kuti Madam Boss…

Muchirongwa cheWomen’s Roundtable LiveTalk na 8:00pm tiri kutarisa vanhukadzi munyaya dzematongerwo enyika...

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai Whatsapp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose…

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu.

Misoro Yenhau Dzanhasi China, Kukadzi 9, 2017
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:11 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG