Accessibility links

Breaking News

Zvizvarwa zveZimbabwe Zviri MuAmerica Zvokoshesa Kudyidzana Nekupembera Semhuri Imwe


Zvizvarwa zveZimbabwe Zviri MuAmerica Zvokoshesa Kudyidzana Nekupembera Semhuri Imwe
please wait

No media source currently available

0:00 0:03:21 0:00

Zvimwe zvizvarwa zveZimbabwe zvinobva kunharaunda dzakasiyana siyana muAmerica zvakasangana muWashington DC pamuchato wa amai nababa Chinembiri mazuva apfuura. Mumwe weavo vaive pamuchato uyu ndimuzvare Therry Tandi vanoti zvakakosha kuti vanhu vakoshese tsika nemagariro avo kunyangwa vari kure.

XS
SM
MD
LG