Accessibility links

Vhidhiyo Yekuona

Pastor Evan Mawarire Ve#This Flag Voburitswa Mujeri


Murwiri wekodzero dzevanhu Pastor Evan Mawarire ve#This Flag voburitswa mujeri zvichitevera kupihwa kwavakaita mukana wekubvisa mari yechibatiso kuti vatongwe vachibva kumba mushure mekubhadhara mari yechibatiso inosvika $300. Gweta ravo rotaura pamusoro pekubuditswa kwavo.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG