Accessibility links

Breaking News

VaSilvanos Mudzvova Votaridzira Panze peDare reParamende


VaSilvanos Mudzvova Votaridzira Panze peDare reParamende
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:14 0:00

VaSilvanos Mudzvova vari kuita mutambo vachishora zvikuru nyaya yehuori nekutyorwa kwekodzero dzevanhu munyika uye vanoti vacharamba vachiratidzira nemusi weChitatu wega wega panze pedare reparamende. VaMudzvova vakambopamba nevanofungidzirwa kuti vasori vakapotsa vaitwa kafiramberi.

XS
SM
MD
LG