Friday, May 24, 2013 Local time: 15:36


Chirongwa

DZIMWE NHAU

Supreme Court Youdzwa Maipiro Akaita Kamba yeHarare Central

Dare repamusorosoro ranzwa neChina nyaya yekuti kamba yemapurisa yepa Harare Central haikodzera kuchengeterwa vasungwa vanorarama neHIV.
Onai zvimwe

VaMugabe Vonanga kuEthiopia kuMusangano weAfrican Union

Mutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, vasimuka munyika neChina vakananga kuEthiopia uko kuri kuitirwa musangano wekupemberera kusvitsa kweAfrican Union makore makumi mashanu.
Onai zvimwe

Komiti yeDare reSeneti Yonzwa Zvipingaidzo Zviri muCABS Youth Fund

Mukuru weYouth Initiative for Democracy in Zimbabwe, VaSydney Chisi, vanoti vechidiki vakawanda havasi kuwana dzidziso yekuti vakwanise kuwana rubatsiro rwemari.
Onai zvimwe

Zanu PF Yotadza Kupedza Mitemo yeSarudzo Mubato Iri

Politiburo yebato reZanu-PF yakasangana zvekare muHarare neChitatu asi ikakundikana zvakare kuti rigadzirise mitemo yekuti ndivanani vanobvumidzwa kupinda musarudzo dzayo dzemaprimary elections.
Onai zvimwe

Musori Akapfura VaKombayi Akaregererwa naVaMugabe Anoshaya

Mumwe wevakuru-vakuru anga achishanda mubazi revasori, VaElias Kanengoni, vashaya.
Onai zvimwe